Numeri 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jehovha akazoti kuna Mosesi: “Vanhu ava vacharamba vasingandiremekedzi+ kusvikira rini,+ uye vacharamba vasingatendi mandiri nokuda kwezviratidzo zvose zvandakaita pakati pavo kusvikira rini?+ Pisarema 78:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Havafaniri kuita semadzitateguru avo,+Chizvarwa chakanga chakasindimara uye chaipandukira,+Chizvarwa chakanga chisina kugadzirira mwoyo wacho+Uye chakanga chiine mafungiro asina kuvimbika kuna Mwari.+
11 Jehovha akazoti kuna Mosesi: “Vanhu ava vacharamba vasingandiremekedzi+ kusvikira rini,+ uye vacharamba vasingatendi mandiri nokuda kwezviratidzo zvose zvandakaita pakati pavo kusvikira rini?+
8 Havafaniri kuita semadzitateguru avo,+Chizvarwa chakanga chakasindimara uye chaipandukira,+Chizvarwa chakanga chisina kugadzirira mwoyo wacho+Uye chakanga chiine mafungiro asina kuvimbika kuna Mwari.+