RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 8:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Naizvozvo akakuninipisa, akakurega uchinzwa nzara,+ akakudyisa mana,+ yawakanga usina kuziva iwe kana madzibaba ako; kuti aite kuti uzive kuti munhu haararami nechingwa chete, asi kuti munhu anorarama nemashoko ose omumuromo maJehovha.+

  • Pisarema 95:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Ndakaramba ndichisemeswa nechizvarwa ichocho kwemakore makumi mana,+

      Ndikati:

      “Ivo vanhu vane mwoyo yakatsauka,+

      Uye ivo havana kusvika pakuziva nzira dzangu”;+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe