RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 33:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Jehovha anotarira ari kumatenga,+

      Anoona vanakomana vose vevanhu.+

  • VaEfeso 1:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 kwaakashandisa muna Kristu paakamumutsa kubva kuvakafa,+ akamugarisa kuruoko rwake rworudyi+ munzvimbo dzokudenga,+

  • VaHebheru 8:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvino pazvinhu zviri kutaurwa, shoko guru ndeiri: Tine mupristi mukuru+ akaita souyu, uye akagara kurudyi rwechigaro choumambo chaChangamire kumatenga,+

  • Judha 25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 iye Mwari mumwe chete Muponesi+ wedu achishandisa Jesu Kristu+ Ishe wedu, ngaave nokubwinya,+ uchangamire, simba+ nechiremera+ mukusingagumi kwose+ kwakapfuura, zvino uye nokusingagumi kwose.+ Ameni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe