VaEfeso 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 kumusorosoro kwehurumende dzose nechiremera nesimba noushe+ nemazita ose anodanwa,+ kwete chete mumamiriro ezvinhu epanguva ino,+ asiwo mune aya achauya.+ 1 Petro 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Iye akaenda kudenga uye iye zvino ari kuruoko rworudyi rwaMwari;+ uye ngirozi+ nevane chiremera nevane masimba zvakaiswa pasi pake naMwari.+
21 kumusorosoro kwehurumende dzose nechiremera nesimba noushe+ nemazita ose anodanwa,+ kwete chete mumamiriro ezvinhu epanguva ino,+ asiwo mune aya achauya.+
22 Iye akaenda kudenga uye iye zvino ari kuruoko rworudyi rwaMwari;+ uye ngirozi+ nevane chiremera nevane masimba zvakaiswa pasi pake naMwari.+