Mabasa 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nokuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa pakati pevanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+ VaFiripi 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuda kwechikonzero ichochiwo Mwari akamukwidziridza kunzvimbo yepamusoro,+ akamupa nomutsa zita rinopfuura mamwe mazita ose,+
12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nokuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa pakati pevanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+
9 Nokuda kwechikonzero ichochiwo Mwari akamukwidziridza kunzvimbo yepamusoro,+ akamupa nomutsa zita rinopfuura mamwe mazita ose,+