Pisarema 91:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti iye acharayira ngirozi dzake pamusoro pako,+Kuti dzikurinde munzira dzako dzose.+ Ruka 22:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Ngirozi yakabva kudenga yakabva yazviratidza kwaari, ikamusimbisa.+ Johani 20:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 akaona ngirozi+ mbiri dzakanga dzakapfeka zvichena dzakagara imwe kumusoro uye imwe kutsoka paiva nomutumbi waJesu.
12 akaona ngirozi+ mbiri dzakanga dzakapfeka zvichena dzakagara imwe kumusoro uye imwe kutsoka paiva nomutumbi waJesu.