VaGaratiya 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+ 1 Petro 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakaramba vachitsvaka kuti mwaka+ upi chaiwo kana kuti mwaka worudzii wakanga uchiratidzwa nomudzimu+ waiva mavari pamusoro paKristu+ pawakanga uchifanopupura pamusoro pokutambura kuzhinji kwaKristu+ uye pamusoro pokukudzwa+ kwaizotevera izvi. 1 Petro 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Chokwadi, akafanozivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wenguva dzacho nokuda kwenyu+
4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+
11 Vakaramba vachitsvaka kuti mwaka+ upi chaiwo kana kuti mwaka worudzii wakanga uchiratidzwa nomudzimu+ waiva mavari pamusoro paKristu+ pawakanga uchifanopupura pamusoro pokutambura kuzhinji kwaKristu+ uye pamusoro pokukudzwa+ kwaizotevera izvi.
20 Chokwadi, akafanozivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wenguva dzacho nokuda kwenyu+