Mateu 28:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jesu akaswedera pedyo, akataura navo, achiti: “Ndakapiwa simba rose+ kudenga nepanyika. Mabasa 2:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Naizvozvo, nokuti akanga ari muprofita uye aiziva kuti Mwari akanga amupikira nemhiko kuti aizoita kuti mumwe aizobva pazvibereko zvomuchiuno make agare pachigaro chake choumambo,+ Zvakazarurwa 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+
30 Naizvozvo, nokuti akanga ari muprofita uye aiziva kuti Mwari akanga amupikira nemhiko kuti aizoita kuti mumwe aizobva pazvibereko zvomuchiuno make agare pachigaro chake choumambo,+
21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+