Mabasa 19:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pauro akati: “Johani akabhabhatidza norubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva muna Jesu.” VaRoma 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kana kuti hamuzivi here kuti isu tose takabhabhatidzwa muna Kristu Jesu+ takabhabhatidzwa murufu rwake?+
4 Pauro akati: “Johani akabhabhatidza norubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva muna Jesu.”
3 Kana kuti hamuzivi here kuti isu tose takabhabhatidzwa muna Kristu Jesu+ takabhabhatidzwa murufu rwake?+