Genesisi 49:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+ Numeri 24:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Ndichamuona,+ asi kwete iye zvino;Ndichamuona, asi kwete ari pedyo.Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,Tsvimbo youmambo ichabva kuna Israeri.+Ichabvoora zvavovo zvomusoro weMoabhi+Nemadehenya evanakomana vose vemheremhere yehondo. Pisarema 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Uchaaputsa netsvimbo youmambo yesimbi,+Uchaaputsa-putsa somudziyo womuumbi.”+
10 Tsvimbo youmambo haizobvi kuna Judha,+ naiwo mudonzvo womutungamiriri pakati petsoka dzake, kusvikira Shiro auya;+ uye marudzi achamuteerera.+
17 Ndichamuona,+ asi kwete iye zvino;Ndichamuona, asi kwete ari pedyo.Nyeredzi+ ichabuda kuna Jakobho,Tsvimbo youmambo ichabva kuna Israeri.+Ichabvoora zvavovo zvomusoro weMoabhi+Nemadehenya evanakomana vose vemheremhere yehondo.