VaHebheru 10:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+ Jakobho 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Hama, fungai nezvevaprofita+ vakataura vachishandisa zita raJehovha+ somuenzaniso+ wokutambura nezvinhu zvakaipa+ nokushivirira.+
36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+
10 Hama, fungai nezvevaprofita+ vakataura vachishandisa zita raJehovha+ somuenzaniso+ wokutambura nezvinhu zvakaipa+ nokushivirira.+