RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 22:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 ikati: “‘Ndinopika neni pachangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha,+ ‘nokuti waita chinhu ichi uye hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete,+

  • Pisarema 105:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Sungano yaakaita naAbrahamu,+

      Nemhiko yake yaakaita kuna Isaka,+

  • Isaya 45:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Ndakapika neni pachangu+—shoko racho rakabuda mumuromo mangu nokururama,+ zvokuti harizodzoki+—kuti mabvi ose achandipfugamira,+ rurimi rwose ruchapika,+

  • Ruka 1:73
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 73 mhiko yaakapikira Abrahamu tateguru vedu,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe