RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 23:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Mwari haasi munhu zvokuti angareva nhema,+

      Uyewo haasi mwanakomana womunhu zvokuti angazvidemba.+

      Iye ndiye akazvitaura, angarega kuzviita here,

      Uye iye akataura, haangazviiti here?+

  • 1 Samueri 15:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Uyewo, Changamire waIsraeri+ haazonyengeri,+ uye Iye haazozvidembi, nokuti Iye haasi munhu wepanyika kuti azvidembe.”+

  • Tito 1:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 kuri patariro youpenyu husingaperi+ iyo Mwari, asingamborevi nhema,+ akapikira kare kare,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe