VaRoma 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 kutsungirira kuchibereka kutenderwa;+ kutenderwa kuchibereka tariro,+ VaKorose 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 nokuda kwetariro+ yamakachengeterwa kumatenga.+ Tariro iyi makainzwa kare nokutaurwa kwechokwadi chemashoko iwayo akanaka+
5 nokuda kwetariro+ yamakachengeterwa kumatenga.+ Tariro iyi makainzwa kare nokutaurwa kwechokwadi chemashoko iwayo akanaka+