6 “Tarirai kumatenga,+ uye tarirai nyika iri pasi. Nokuti matenga achapararira-pararira sezvinoita utsi,+ nyika ichasakara sezvinoita nguo,+ uye vanogara mairi vachafa sezvinoita unyunyu. Asi ruponeso rwangu ruchavapo nokusingagumi,+ uye kururama kwangu hakuzoputswi.+