VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+ VaHebheru 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musatsauswa nedzidziso dzakasiyana-siyana uye dzisingazivikanwi;+ nokuti zvakanaka kuti mwoyo usimbiswe nomutsa usina kukodzera kuwanwa,+ kwete nezvokudya,+ izvo zvisina kubatsira vaya vanozvibatikanisa nazvo.
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
9 Musatsauswa nedzidziso dzakasiyana-siyana uye dzisingazivikanwi;+ nokuti zvakanaka kuti mwoyo usimbiswe nomutsa usina kukodzera kuwanwa,+ kwete nezvokudya,+ izvo zvisina kubatsira vaya vanozvibatikanisa nazvo.