VaRoma 8:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ndiani achapa mhosva? Kristu Jesu ndiye akafa, chokwadi, uya akamutswa kubva kuvakafa, ari kuruoko rworudyi+ rwaMwari, uye anotiteterererawo.+ 1 Timoti 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete,+ nomurevereri+ mumwe chete pakati paMwari+ nevanhu,+ Kristu Jesu,+ iye munhu, VaHebheru 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+ 1 Johani 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vana vangu vaduku, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza.+ Asi, kana munhu akatadza, tine mubatsiri+ ari kuna Baba, iye Jesu Kristu, akarurama.+
34 Ndiani achapa mhosva? Kristu Jesu ndiye akafa, chokwadi, uya akamutswa kubva kuvakafa, ari kuruoko rworudyi+ rwaMwari, uye anotiteterererawo.+
5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete,+ nomurevereri+ mumwe chete pakati paMwari+ nevanhu,+ Kristu Jesu,+ iye munhu,
24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+
2 Vana vangu vaduku, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza.+ Asi, kana munhu akatadza, tine mubatsiri+ ari kuna Baba, iye Jesu Kristu, akarurama.+