VaHebheru 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+
15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+