RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaEfeso 1:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 kwaakashandisa muna Kristu paakamumutsa kubva kuvakafa,+ akamugarisa kuruoko rwake rworudyi+ munzvimbo dzokudenga,+

  • VaHebheru 4:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo, zvatiine mupristi mukuru akapfuura nomumatenga,+ iye Jesu Mwanakomana waMwari,+ ngatibatisisei kumupupurira kwedu.+

  • 1 Petro 3:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Iye akaenda kudenga uye iye zvino ari kuruoko rworudyi rwaMwari;+ uye ngirozi+ nevane chiremera nevane masimba zvakaiswa pasi pake naMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe