Mateu 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Achiri kutaura, tarira! gore raipenya rakavafukidza, uye tarira! inzwi rakabva mugore, richiti: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, anodiwa,+ wandafarira; muteererei.”+ Johani 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake munyika kuti atonge+ nyika, asi kuti nyika iponeswe+ naye. Johani 13:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ndiri kukupai murayiro mutsva, kuti mudanane; sokuda kwandakakuitai,+ kuti nemiwo mudanane.+
5 Achiri kutaura, tarira! gore raipenya rakavafukidza, uye tarira! inzwi rakabva mugore, richiti: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, anodiwa,+ wandafarira; muteererei.”+
17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake munyika kuti atonge+ nyika, asi kuti nyika iponeswe+ naye.