Pisarema 104:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Anoita kuti ngirozi dzake dzive midzimu,+Vashumiri vake vave moto unoparadza.+ Mabasa 23:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti vaSadhusi+ vanoti hakuna kumuka+ kana ngirozi kana chisikwa chomudzimu, asi vaFarisi vanozvizivisa zvose pachena.
8 Nokuti vaSadhusi+ vanoti hakuna kumuka+ kana ngirozi kana chisikwa chomudzimu, asi vaFarisi vanozvizivisa zvose pachena.