VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+ VaHebheru 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
24 Nokuti Kristu haana kupinda munzvimbo tsvene yakagadzirwa nemaoko,+ iri mufananidzo wenzvimbo chaiyoiyo,+ asi mudenga chaimo,+ zvino kuti aoneke pamberi paiye Mwari nokuda kwedu.+