Pisarema 34:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ngirozi yaJehovha inodzika musasa ichikomba vose vanomutya,+Uye inovanunura.+ Pisarema 91:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti iye acharayira ngirozi dzake pamusoro pako,+Kuti dzikurinde munzira dzako dzose.+ Mateu 18:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Chenjerai kuti hamuzvidzi mumwe wevaduku ava; nokuti ndinokuudzai kuti ngirozi dzavo+ dziri kudenga dzinogara dzichiona chiso chaBaba vangu vari kudenga.+ Ruka 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino ngirozi+ yaJehovha yakangoerekana yamira pedyo navo, kubwinya kwaJehovha+ kukan’aima pavari, ivo vakatya kwazvo. Ruka 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino ngirozi yacho yakangoerekana yava nevamwe vazhinji veuto rokudenga,+ vachirumbidza Mwari+ vachiti: Mabasa 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi usiku ngirozi yaJehovha+ yakavhura masuo ejeri,+ ikavabudisa kunze, ikati: Mabasa 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi, tarira! ngirozi yaJehovha yakamira+ pedyo, chiedza chikavheneka muchitokisi. Ichirova Petro parutivi, yakamumutsa,+ ichiti: “Kurumidza kumuka!” Uye cheni dzake dzakadonha+ kubva pamaoko ake.
10 Chenjerai kuti hamuzvidzi mumwe wevaduku ava; nokuti ndinokuudzai kuti ngirozi dzavo+ dziri kudenga dzinogara dzichiona chiso chaBaba vangu vari kudenga.+
9 Zvino ngirozi+ yaJehovha yakangoerekana yamira pedyo navo, kubwinya kwaJehovha+ kukan’aima pavari, ivo vakatya kwazvo.
13 Zvino ngirozi yacho yakangoerekana yava nevamwe vazhinji veuto rokudenga,+ vachirumbidza Mwari+ vachiti:
7 Asi, tarira! ngirozi yaJehovha yakamira+ pedyo, chiedza chikavheneka muchitokisi. Ichirova Petro parutivi, yakamumutsa,+ ichiti: “Kurumidza kumuka!” Uye cheni dzake dzakadonha+ kubva pamaoko ake.