Revhitiko 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye mupristi anofanira kunyika munwe+ wake muropa racho, osasa rimwe ropa racho kanomwe+ pamberi paJehovha, pamberi peketeni renzvimbo tsvene. VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
6 uye mupristi anofanira kunyika munwe+ wake muropa racho, osasa rimwe ropa racho kanomwe+ pamberi paJehovha, pamberi peketeni renzvimbo tsvene.
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+