1 Petro 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Chinhu chakafanana neichi chiri kukuponesaiwo+ zvino, irwo rubhabhatidzo, (rusiri kubviswa kwetsvina yenyama, asi kukumbira hana yakanaka kunoitwa kuna Mwari,)+ pachishandiswa rumuko rwaJesu Kristu.+
21 Chinhu chakafanana neichi chiri kukuponesaiwo+ zvino, irwo rubhabhatidzo, (rusiri kubviswa kwetsvina yenyama, asi kukumbira hana yakanaka kunoitwa kuna Mwari,)+ pachishandiswa rumuko rwaJesu Kristu.+