RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaGaratiya 3:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Naizvozvo, Mutemo unopesana nezvipikirwa zvaMwari here?+ Izvozvo ngazvirege kumboitika! Nokuti kudai kwakanga kwapiwa mutemo waikwanisa kupa upenyu,+ chokwadi kururama kungadai kwakavapo pachishandiswa mutemo.+

  • VaHebheru 7:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Naizvozvo, kana kukwana+ zvechokwadi kwaiitwa kuti kuvepo pachishandiswa upristi hwevaRevhi,+ (nokuti nahwo vanhu vakapiwa Mutemo sechimwe chinhu chawo,)+ kwaizodirweizve+ kuti mumwe mupristi amuke maererano nezvakanga zvakaita Merekizedheki,+ kwete maererano nezvakanga zvakaita Aroni?

  • VaHebheru 7:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Nokuti Mutemo hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana,+ asi kuunzwa kwetariro iri nani+ kwakaita kuti zvinhu zvive zvakakwana, iyo yatinoswedera nayo pedyo naMwari.+

  • VaHebheru 8:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi zvino Jesu akawana basa rinoitirwa vanhu vose rakatonyanya kunaka, zvokuti ndiyewo murevereri+ wesungano yakafanana iri nani,+ yakasimbiswa zviri pamutemo pazvipikirwa+ zviri nani.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe