VaGaratiya 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+
13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+