VaHebheru 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+ VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+