VaEfeso 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 sokutisarudza+ kwaakaita tiri pamwe naye nyika isati yavambwa,+ kuti tive vatsvene, vasina gwapa+ pamberi pake murudo.+
4 sokutisarudza+ kwaakaita tiri pamwe naye nyika isati yavambwa,+ kuti tive vatsvene, vasina gwapa+ pamberi pake murudo.+