VaGaratiya 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+ 1 Petro 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Chokwadi, akafanozivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wenguva dzacho nokuda kwenyu+
4 Asi nguva yacho payakanyatsokwana,+ Mwari akatuma Mwanakomana wake,+ akazoberekwa nomukadzi+ uye akava pasi pomutemo,+
20 Chokwadi, akafanozivikanwa nyika isati yavambwa,+ asi akaratidzwa pachena pamugumo wenguva dzacho nokuda kwenyu+