RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 24:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Paakanga agere paGomo reMiorivhi, vadzidzi vakasvika kwaari vari voga, vachiti: “Tiudzei, Zvinhu izvi zvichaitika rini, uye chii chichava chiratidzo chokuvapo kwenyu+ nechokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva yacho?”+

  • 1 VaKorinde 10:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino zvinhu izvi zvakavawira semienzaniso, uye zvakanyorwa kuti tinyeverwe+ isu tasvikirwa nokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva ino.+

  • VaHebheru 1:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 akataura nesu pakuguma kwemazuva ano+ achishandisa Mwanakomana,+ waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvose,+ uye uyo waakashandisa kuita+ mamiriro ezvinhu epanguva yacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe