VaHebheru 7:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti Mutemo hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana,+ asi kuunzwa kwetariro iri nani+ kwakaita kuti zvinhu zvive zvakakwana, iyo yatinoswedera nayo pedyo naMwari.+ VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
19 Nokuti Mutemo hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana,+ asi kuunzwa kwetariro iri nani+ kwakaita kuti zvinhu zvive zvakakwana, iyo yatinoswedera nayo pedyo naMwari.+
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+