1 VaKorinde 15:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 Naizvozvo, hama dzangu dzinodiwa, ivai vakasimba,+ musingazununguki, muchigara muine zvizhinji zvokuita mubasa raShe,+ muchiziva kuti basa renyu harisi pasina+ munaShe. VaKorose 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 chero bedzi imi muchiramba muri pakutenda,+ makatsiga panheyo+ uye makasimba+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka iwayo amakanzwa,+ uye akaparidzirwa+ zvisikwa zvose+ zviri pasi pedenga. Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+
58 Naizvozvo, hama dzangu dzinodiwa, ivai vakasimba,+ musingazununguki, muchigara muine zvizhinji zvokuita mubasa raShe,+ muchiziva kuti basa renyu harisi pasina+ munaShe.
23 chero bedzi imi muchiramba muri pakutenda,+ makatsiga panheyo+ uye makasimba+ musingabviswi patariro yemashoko akanaka iwayo amakanzwa,+ uye akaparidzirwa+ zvisikwa zvose+ zviri pasi pedenga. Ini Pauro ndakava mushumiri wemashoko akanaka iwaya.+