RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 7:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Musapa imbwa zvinhu zvitsvene,+ kana kukanda maparera enyu pamberi penguruve, kuti dzirege kumboatsika-tsika+ netsoka dzadzo dzotendeuka dzokubvamburai.

  • VaFiripi 3:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Nokuti kune vazhinji vari kufamba sevavengi vedanda rokutambudzikira raKristu,+ vandaitaura nezvavo kazhinji, asi zvino ndiri kutaurawo nezvavo ndichisvimha misodzi,

  • VaHebheru 6:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 asi ivo vakazotsauka,+ kuti vamutsidzirwezve kuti vapfidze,+ nokuti ivo pachavo vanoroverera Mwanakomana waMwari patsva, vachimunyadzisa pachena.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe