Isaya 26:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Vanhu vangu endai mupinde mudzimba dzenyu dzomukati, muvhare masuo.+ Vandai kwenguva duku kusvikira kutsamwa kwapfuura.+
20 “Vanhu vangu endai mupinde mudzimba dzenyu dzomukati, muvhare masuo.+ Vandai kwenguva duku kusvikira kutsamwa kwapfuura.+