Genesisi 23:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Ndiri mutorwa uye anobva kune imwe nyika pakati penyu.+ Ndipeiwo nzvimbo yemakuva ive yangu pakati penyu kuti ndivige nyakufa wangu ndisamuona.”+
4 “Ndiri mutorwa uye anobva kune imwe nyika pakati penyu.+ Ndipeiwo nzvimbo yemakuva ive yangu pakati penyu kuti ndivige nyakufa wangu ndisamuona.”+