Johani 8:56 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 56 Abrahamu baba venyu vakafara kwazvo vachitarisira kuona zuva rangu,+ uye vakariona, vakafara.”+