Johani 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+ Johani 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino imi Baba, ndikudzei parutivi rwenyu nokukudzwa kwandaiva nako parutivi rwenyu nyika isati yavapo.+
14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+
5 Zvino imi Baba, ndikudzei parutivi rwenyu nokukudzwa kwandaiva nako parutivi rwenyu nyika isati yavapo.+