Pisarema 110:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ VaHebheru 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi munhu uyu akapa chibayiro chimwe chete nokuda kwezvivi nokusingaperi,+ akagara kuruoko rworudyi rwaMwari,+
110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+
12 Asi munhu uyu akapa chibayiro chimwe chete nokuda kwezvivi nokusingaperi,+ akagara kuruoko rworudyi rwaMwari,+