Dheuteronomi 23:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Hapana mwanakomana asiri wepamutemo+ angapinda muungano yaJehovha. Kunyange kusvikira kuchizvarwa chechigumi, hapana wokwake angapinda muungano yaJehovha.
2 “Hapana mwanakomana asiri wepamutemo+ angapinda muungano yaJehovha. Kunyange kusvikira kuchizvarwa chechigumi, hapana wokwake angapinda muungano yaJehovha.