Pisarema 22:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndichazivisa hama dzangu+ zita renyu;+Ndichakurumbidzai ndiri pakati peungano.+ Pisarema 40:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndakazivisa mashoko akanaka okururama muungano huru.+Tarirai! Handidzivisi miromo yangu.+Haiwa Jehovha, imi munonyatsoziva izvozvo.+ Ruka 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iye akabva atanga kuti kwavari: “Nhasi rugwaro urwu rwamuchangobva kunzwa rwazadzika.”+ Ruka 19:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+
9 Ndakazivisa mashoko akanaka okururama muungano huru.+Tarirai! Handidzivisi miromo yangu.+Haiwa Jehovha, imi munonyatsoziva izvozvo.+
42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+