Eksodho 19:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hapana ruoko runofanira kumubata, nokuti chokwadi achatemwa nematombo kana kuti achapfurwa. Ingava mhuka kana kuti munhu, haazorarami.’+ Panorira hwamanda yenyanga yegondohwe+ ivo vangauya kugomo.”
13 Hapana ruoko runofanira kumubata, nokuti chokwadi achatemwa nematombo kana kuti achapfurwa. Ingava mhuka kana kuti munhu, haazorarami.’+ Panorira hwamanda yenyanga yegondohwe+ ivo vangauya kugomo.”