1 Timoti 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete,+ nomurevereri+ mumwe chete pakati paMwari+ nevanhu,+ Kristu Jesu,+ iye munhu, VaHebheru 9:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+
5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete,+ nomurevereri+ mumwe chete pakati paMwari+ nevanhu,+ Kristu Jesu,+ iye munhu,
15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+