Mateu 23:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 kuti ropa rose revakarurama rakadeurirwa panyika riuye pamuri,+ kubvira paropa raAbheri+ akarurama+ kusvika kuropa raZekariya mwanakomana waBharakiya, wamakapondera pakati penzvimbo tsvene neatari.+
35 kuti ropa rose revakarurama rakadeurirwa panyika riuye pamuri,+ kubvira paropa raAbheri+ akarurama+ kusvika kuropa raZekariya mwanakomana waBharakiya, wamakapondera pakati penzvimbo tsvene neatari.+