VaFiripi 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Handisi kutaura nezvokushayiwa, nokuti ndakadzidza kugutsikana,+ mumamiriro ezvinhu ose andinenge ndiri.
11 Handisi kutaura nezvokushayiwa, nokuti ndakadzidza kugutsikana,+ mumamiriro ezvinhu ose andinenge ndiri.