Dheuteronomi 31:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokuregii kana kukusiyai zvachose.”+ Dheuteronomi 31:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha ndiye ari kufamba pamberi pako. Acharamba ainewe.+ Haazokuregi kana kukusiya zvachose. Usatya kana kuvhunduka.”+
6 Shingai, musimbe.+ Musatya kana kuvhunduka pamberi pavo,+ nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye ari kufamba nemi. Haazokuregii kana kukusiyai zvachose.”+
8 Jehovha ndiye ari kufamba pamberi pako. Acharamba ainewe.+ Haazokuregi kana kukusiya zvachose. Usatya kana kuvhunduka.”+