Mateu 17:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Achiri kutaura, tarira! gore raipenya rakavafukidza, uye tarira! inzwi rakabva mugore, richiti: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, anodiwa,+ wandafarira; muteererei.”+
5 Achiri kutaura, tarira! gore raipenya rakavafukidza, uye tarira! inzwi rakabva mugore, richiti: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu, anodiwa,+ wandafarira; muteererei.”+