RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 5:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 watakapindawo+ naye nokutenda muuyu mutsa usina kukodzera kuwanwa watimire mauri zvino; uye ngatipemberei nomufaro, takavakira patariro+ yokubwinya kwaMwari.

  • 1 Timoti 3:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Nokuti varume vanoshumira zvakanaka vari kuzviwanira zita rakanaka+ norusununguko rukuru rwokutaura+ pakutenda muna Kristu Jesu.

  • VaHebheru 6:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Asi tinoda kuti mumwe nomumwe wenyu aratidze kubishaira kwakafanana naikoko kuti muve nechivimbo chizere+ chetariro+ kusvikira kumugumo,+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe