Mateu 13:55 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Uyu haasi iye mwanakomana womuvezi here?+ Amai vake havanzi Mariya here, uye vanun’una vake Jakobho naJosefa naSimoni naJudhasi here? Mabasa 12:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi akavaninira+ noruoko rwake kuti vanyarare, akavaudza zvose kuti Jehovha akanga amubudisa sei mujeri, uye akati: “Muudze Jakobho+ pamwe chete nehama zvinhu izvi.” Naizvozvo akabuda, akaenda kune imwe nzvimbo. VaGaratiya 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi hapana nomumwewo zvake wevaapostora wandakaona, kunze kwaJakobho+ munun’una+ waShe.
55 Uyu haasi iye mwanakomana womuvezi here?+ Amai vake havanzi Mariya here, uye vanun’una vake Jakobho naJosefa naSimoni naJudhasi here?
17 Asi akavaninira+ noruoko rwake kuti vanyarare, akavaudza zvose kuti Jehovha akanga amubudisa sei mujeri, uye akati: “Muudze Jakobho+ pamwe chete nehama zvinhu izvi.” Naizvozvo akabuda, akaenda kune imwe nzvimbo.