VaRoma 12:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Musava nousimbe pabasa renyu.+ Pisai nomudzimu.+ Shandirai Jehovha.+ VaKorose 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 nokuti munoziva kuti muchawana mubayiro wakakodzera wenhaka+ kubva kuna Jehovha.+ Shandirai Tenzi, iye Kristu.+ 1 VaTesaronika 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti ivo vanoramba vachitaura pamusoro penzira yatakatanga kupinda nayo pakati penyu uye kutendeukira kuna Mwari kwamakaita muchibva kuzvidhori+ zvenyu kuti mushandire Mwari mupenyu+ uye wechokwadi,+
24 nokuti munoziva kuti muchawana mubayiro wakakodzera wenhaka+ kubva kuna Jehovha.+ Shandirai Tenzi, iye Kristu.+
9 Nokuti ivo vanoramba vachitaura pamusoro penzira yatakatanga kupinda nayo pakati penyu uye kutendeukira kuna Mwari kwamakaita muchibva kuzvidhori+ zvenyu kuti mushandire Mwari mupenyu+ uye wechokwadi,+